N
Tsomwa
Get high
"Rasta vanga vakaita kutsomwa rough ndati"
👍 7👎 1
6/17/2025Gwazh
School
"Younger wakadzidza gwazh reChikanga Primary."
👍 16👎 3
6/17/2025Monaz
Morning
"Ndakamuka monaz ndine bhabharasi."
👍 12👎 4
6/17/2025Kutoboka
Run away
👍 28👎 9
6/17/2025Dhipisa
Overthink / Go too far
👍 9👎 3
6/17/2025